Joshua 22:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Kana takazvivakira atari iyi kuti tikande pasi zvokutevera Tenzi kana kuti tipire pairi mupiro wokupisa, kana kupira pairi mipiro yembesanwa kana mipiro yokuwadzana, Tenzi pachake ngaatitsividze. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 ɀatakaɀiʋakira artari, kuti titsauke tirege kuteʋera Jehova; kana takaɀiita kuti tiɓayire pamsoro payo ɀipiriso ɀinopiswa, kana ɀipiriso ɀoʋupfu, kana kuɓayira’po ɀiɓayiro ɀeɀipiriso ɀokuyananisa, Jehova amene ŋgaabvunzisise pamsoro paɀo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 zvatakazvivakira atari, kuti titsauke tirege kutevera Jehovha; kana takazviita kuti tibayire pamusoro payo zvipiriso zvinopiswa, kana zvipiriso zvoupfu, kana kubayirapo zvibayiro zvezvipiriso zvokuyananisa, Jehovha amene ngaabvunzisise pamusoro pazvo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Kana takazvivakira atari iyi kuti tikande pasi zvokutevera Tenzi kana kuti tipire pairi mupiro wokupisa, kana kupira pairi mipiro yembesanwa kana mipiro yokuwadzana, Tenzi pachake ngaatitsividze. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Kana takazvivakira atari iyi kuti tikande pasi zvokutevera Tenzi kana kuti tipire pairi mupiro wokupisa, kana kupira pairi mipiro yembesanwa kana mipiro yokuwadzana, Tenzi pachake ngaatitsividze. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Kana takazvivakira aritari yedu kuti tifuratire Jehovha uye kuti tipe zvipiriso zvinopiswa nezvipiriso zvezviyo, kana kuti tibayire zvibayiro zvokuwadzana pamusoro payo, Jehovha pachake ngaatitonge. Viz kapitola |