Online Bible

- Reklamy -

Joshua 22:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 “Tenzi, Samasimbaose, ndiye Mwari! Iye Tenzi, Samasimbaose, ndiye Mwari. Ndiye anoziva navaIsiraeri pachavo ngavazivewo kana izvozvi takazviita noumhandupandu kana kuti nokusatendeka kuna Tenzi musatirege tiri vapenyu nhasi uno.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Mŋari, iye Mŋari Jehova, Mŋari, iye Mŋari Jehova, iye unoziʋa, naIsraeri ʋacaziʋa; kana takamukira Jehova, kana kumuɗarikira, (musatiponesa nhasi,)

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 “Mwari, iye Mwari Jehovha, Mwari, iye Mwari Jehovha, iye unoziva, naIsiraeri vachaziva; kana takamukira Jehovha, kana kumudarikira, (musatiponesa nhasi,)

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 “Tenzi, Samasimbaose, ndiye Mwari! Iye Tenzi, Samasimbaose, ndiye Mwari. Ndiye anoziva navaIsiraeri pachavo ngavazivewo kana izvozvi takazviita noumhandupandu kana kuti nokusatendeka kuna Tenzi musatirege tiri vapenyu nhasi uno.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 “Tenzi, Samasimbaose, ndiye Mwari! Iye Tenzi, Samasimbaose, ndiye Mwari. Ndiye anoziva navaIsiraeri pachavo ngavazivewo kana izvozvi takazviita noumhandupandu kana kuti nokusatendeka kuna Tenzi musatirege tiri vapenyu nhasi uno.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 “Iye Oga Wamasimba, Mwari, Jehovha! Iye Oga Wamasimba, Mwari, Jehovha! Anoziva! Uye Israeri ngaizive! Kana izvi kwanga kuri kumukira kana kusateerera Jehovha, musatiponesa nhasi.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 22:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy