Online Bible

- Reklamy -

Joshua 22:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Handiti Akani mwanakomana waZera akapara chitadzo panyaya yezvinhu zvakanga zvaturirwa kuna Tenzi kuti zviparadzwe. Chitadzo chacho hachina here kupfukira gungano rose ravaIsiraeri? Haasiri iye woga akafa pamusana pechitadzo chake.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ko Akani, mŋanakomana waZera, haana‐kuɗarika pacinhu cakayeriswa, kutsamŋa kukawira ʋuŋgano yose yaIsraeri here? Munhu uyo akasafa ari oga pakutadza kwake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Ko Akani, mwanakomana waZera, haana kudarika pachinhu chakayereswa, kutsamwa kukawira ungano yose yaIsiraeri here? Munhu uyo akasafa ari oga pakutadza kwake.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Handiti Akani mwanakomana waZera akapara chitadzo panyaya yezvinhu zvakanga zvaturirwa kuna Tenzi kuti zviparadzwe. Chitadzo chacho hachina here kupfukira gungano rose ravaIsiraeri? Haasiri iye woga akafa pamusana pechitadzo chake.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Handiti Akani mwanakomana waZera akapara chitadzo panyaya yezvinhu zvakanga zvaturirwa kuna Tenzi kuti zviparadzwe. Chitadzo chacho hachina here kupfukira gungano rose ravaIsiraeri? Haasiri iye woga akafa pamusana pechitadzo chake.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Akani mwanakomana waZera paakadarika nokusatenda pachinhu chakatsaurwa naJehovha, kutsamwa hakuna kuwira ungano yose yaIsraeri here? Haasi iye oga akafira chivi chake.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Joshua 22:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy