Joshua 22:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 akavati, “Makachengeta zvose zvamakaudzwa naMosesi muranda waTenzi, mukanditeerera pane zvose zvandakakuudzai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 akati kwaʋari: Makaita ɀose ɀamakarairwa naMosesi muranda waJehova, nokuterera ʋo inzwi raŋgu paɀose ɀandakakurairai; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 akati kwavari, “Makaita zvose zvamakarairwa naMosesi muranda waJehovha, nokutererawo izwi rangu pazvose zvandakakurairai; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 akavati, “Makachengeta zvose zvamakaudzwa naMosesi muranda waTenzi, mukanditeerera pane zvose zvandakakuudzai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 akavati, “Makachengeta zvose zvamakaudzwa naMosesi muranda waTenzi, mukanditeerera pane zvose zvandakakuudzai. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 akati kwavari, “Makaita zvose zvamakarayirwa naMozisi muranda waJehovha uye makateerera zvose zvandakakurayirai. Viz kapitola |