Online Bible

- Reklamy -

Joshua 22:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Ko, kana maona kuti nyika yenyu ino yakan'ora madii kusva mayambukira zvenyu kunyika yaTenzi kune tendhe raTenzi muwane nyika mukati medu. Asi chete musapandukire Tenzi, kana kupandukira isu muchitozvivakira zvenyu atari isiri atari yaTenzi, Mwari wedu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Asi kana nyika yenyu isakanaka, yambukirai kunyika yaJehova, pagere tabernakeri yaJehova, kuti mupiwe nhaka pakati peɗu; asi regai kumukira Jehova, kana kutimukira isu, pakuɀiʋakira imŋe artari parutiʋi rweartari yaJehova Mŋari weɗu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Asi kana nyika yenyu isakanaka, yambukirai kunyika yaJehovha, pagere tabhenakeri yaJehovha, kuti mupiwe nhaka pakati pedu; asi regai kumukira Jehovha, kana kutimukira isu, pakuzvivakira imwe atari parutivi rweatari yaJehovha Mwari wedu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Ko, kana maona kuti nyika yenyu ino yakan'ora madii kusva mayambukira zvenyu kunyika yaTenzi kune tendhe raTenzi muwane nyika mukati medu. Asi chete musapandukire Tenzi, kana kupandukira isu muchitozvivakira zvenyu atari isiri atari yaTenzi, Mwari wedu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Kana nyika yamunayo yakasvibiswa, yambukirai kuno kunyika yaJehovha, kwakamira tabhenakeri yaJehovha mugogovana nyika nesu. Asi regai kumukira Jehovha, kana kutimukira isu, pakuzvivakira imwe aritari parutivi rwearitari yaJehovha Mwari wedu.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 22:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy