Joshua 22:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zvamava kutosiyana zvenyu nhasi uno naTenzi. Zvino kana imi mukapandukira Tenzi nhasi uno, mangwana achashatirirwa gungano rose ravaIsiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 ɀamoɗa‐kutsauka nhasi pakuteʋera Jehova? Ɀino ɀamakamukira Jehova nhasi, maŋgwana ucatsamŋira ʋuŋgano yose yaIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 zvamoda kutsauka nhasi pakutevera Jehovha? Zvino zvamakamukira Jehovha nhasi, mangwana uchatsamwira ungano yose yaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zvamava kutosiyana zvenyu nhasi uno naTenzi. Zvino kana imi mukapandukira Tenzi nhasi uno, mangwana achashatirirwa gungano rose ravaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Zvamava kutosiyana zvenyu nhasi uno naTenzi. Zvino kana imi mukapandukira Tenzi nhasi uno, mangwana achashatirirwa gungano rose ravaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ko, zvino mava kutsauka kubva pana Jehovha here? “ ‘Kana mukamukira Jehovha nhasi, mangwana achatsamwira ungano yose yavaIsraeri. Viz kapitola |