Joshua 22:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ko mhosva iya yechitadzo chokuPeori munoti haina kukwana here? Inga mhosva yacho hatisati taishamba wani kusvikira pari nhasi uno. Ndiyo yakaunza denda pagungano raTenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ko ɀakaipa ɀePeori ɀigere kutiriŋgana here, iɀo ɀaticigere kuɀinatsa paɀiri kuȿikira zuʋa ranhasi, kunyaŋge hosha yakawira ʋuŋgano yaJehova, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Ko zvakaipa zvePeori zvigere kutiringana here, izvo zvatichigere kuzvinatsa pazviri kusvikira zuva ranhasi, kunyange hosha yakawira ungano yaJehovha, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ko mhosva iya yechitadzo chokuPeori munoti haina kukwana here? Inga mhosva yacho hatisati taishamba wani kusvikira pari nhasi uno. Ndiyo yakaunza denda pagungano raTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Ko mhosva iya yechitadzo chokuPeori munoti haina kukwana here? Inga mhosva yacho hatisati taishamba wani kusvikira pari nhasi uno. Ndiyo yakaunza denda pagungano raTenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ko, chivi chepaPeori chakanga chisina kutiringana here? Kusvikira pazuva ranhasi hatina kuzvichenesa pachivi ichocho kunyange zvazvo hasha dzakawira ungano yaJehovha! Viz kapitola |