Joshua 22:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Chinzwai zvarehwa negungano rose raTenzi, zvanzi, ‘Ko madarirei kupandukira Mwari wavaIsiraeri kudai, motsauka kuna Tenzi nhasi nokutozvivakira zvenyu atari muchipandukira Tenzi? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀanzi neʋuŋgano yaJehova: Kuɗarika uku kwamakaɗarikira Mŋari waIsraeri nako kwakaɗiniko, nokuti munotsauka nhasi pakuteʋera Jehova, ɀamakaɀiʋakira artari, kuti mumukire Jehova nhasi? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 “Zvanzi neungano yaJehovha, ‘Kudarika uku kwamakadarikira Mwari waIsiraeri nako kwakadiniko, nokuti munotsauka nhasi pakutevera Jehovha, zvamakazvivakira atari, kuti mumukire Jehovha nhasi?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Chinzwai zvarehwa negungano rose raTenzi, zvanzi, ‘Ko madarirei kupandukira Mwari wavaIsiraeri kudai, motsauka kuna Tenzi nhasi nokutozvivakira zvenyu atari muchipandukira Tenzi? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 “Chinzwai zvarehwa negungano rose raTenzi, zvanzi, ‘Ko madarirei kupandukira Mwari wavaIsiraeri kudai, motsauka kuna Tenzi nhasi nokutozvivakira zvenyu atari muchipandukira Tenzi? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 “Ungano yose yaJehovha inoti, ‘Makarasirei kutenda muna Mwari waIsraeri sezvizvi? Mungadzokera shure seiko muchibva kuna Jehovha mukazvivakira aritari muchimumukira zvino. Viz kapitola |