Joshua 21:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mudzinza rokwaJudha neraSimeoni vakapiwa maguta akaita zvokudomwa namazita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ʋakaʋapa maguta iwayo, akarebga mazita awo pano, pakati porudzi rwaʋana ʋaJuda, norudzi rwaʋana ʋaSimeoni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Vakavapa maguta iwayo, akarehwa mazita awo pano, pakati porudzi rwavana vaJudha, norudzi rwavana vaSimeoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mudzinza rokwaJudha neraSimeoni vakapiwa maguta akaita zvokudomwa namazita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Mudzinza rokwaJudha neraSimeoni vakapiwa maguta akaita zvokudomwa namazita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Kubva pamarudzi avaJudha navaSimeoni, vakavapa maguta akarehwa namazita awo pano Viz kapitola |