Joshua 2:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Tsidzai kuti muchararamisa baba naamai vangu, nehanzvadzi, uye vakoma navanun'una vangu, navose vemhuri dzavo, mutinunure kurufu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 kuti mucararamisa ɓaɓa ʋaŋgu namai ʋaŋgu nehanɀadzi dzaŋgu naʋanuŋuna ʋaŋgu, neɀose ɀaʋanaɀo, nokurwira ʋupenyu bgeɗu parufu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 kuti muchararamisa baba vangu namai vangu nehanzvadzi dzangu navanunguna vangu, nezvose zvavanazvo, nokurwira upenyu hwedu parufu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Tsidzai kuti muchararamisa baba naamai vangu, nehanzvadzi, uye vakoma navanun'una vangu, navose vemhuri dzavo, mutinunure kurufu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Tsidzai kuti muchararamisa baba naamai vangu, nehanzvadzi, uye vakoma navanun'una vangu, navose vemhuri dzavo, mutinunure kurufu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 chokuti muchararamisa baba vangu namai vangu, hanzvadzi dzangu namadzikoma angu, nemhuri dzavo dzose, uye kuti muchatiponesa kubva parufu.” Viz kapitola |