Joshua 19:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Nyika yenhaka yevedzinza rokwaSimeoni yaiva mukati menyika yenhaka yevokwaJudha nokuti mugove wevokwaJudha wakanga wakakurisa kwavari. Saka vedzinza rokwaSimeoni vakazowana nhaka yenyika mukati menyika yenhaka yevokwaJudha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nhaka yaʋana ʋaSimeoni yakaŋga yatorwa pamugoʋe waʋana ʋaJuda, nokuti mugoʋe waʋana ʋaJuda wakaŋga uri mukurusa; naiɀoɀo ʋana ʋaSimeoni ʋakapiwa nhaka pakati penhaka yaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Nhaka yavana vaSimeoni yakanga yatorwa pamugove wavana vaJudha, nokuti mugove wavana vaJudha wakanga uri mukurusa; naizvozvo vana vaSimeoni vakapiwa nhaka pakati penhaka yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Nyika yenhaka yevedzinza rokwaSimeoni yaiva mukati menyika yenhaka yevokwaJudha nokuti mugove wevokwaJudha wakanga wakakurisa kwavari. Saka vedzinza rokwaSimeoni vakazowana nhaka yenyika mukati menyika yenhaka yevokwaJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Nyika yenhaka yevedzinza rokwaSimeoni yaiva mukati menyika yenhaka yevokwaJudha nokuti mugove wevokwaJudha wakanga wakakurisa kwavari. Saka vedzinza rokwaSimeoni vakazowana nhaka yenyika mukati menyika yenhaka yevokwaJudha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Nhaka yavaSimeoni yakanga yatorwa pamugove waJudha, nokuti mugove waJudha wakanga wakakura kupfuura zvavaida. Saka vaSimeoni vakapiwa nhaka mukati menyika yaJudha. Viz kapitola |