Joshua 19:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 VaIsiraeri vakati vapedza kugovera nyika, vakapawo Joshuwa mwanakomana waNunu nhaka mukati mavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Naiɀoɀo ʋakapedza kugoʋera nyika, yakaŋga iri nhaka yaʋo nemiganho yayo; ʋana ʋaIsraeri ʋakapa Joshua, mŋanakomana waNuni nhaka yake pakati paʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200249 Naizvozvo vakapedza kugovera nyika, yakanga iri nhaka yavo nemiganhu yayo; vana vaIsiraeri vakapa Joshua mwanakomana waNuni nhaka yake pakati pavo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 VaIsiraeri vakati vapedza kugovera nyika, vakapawo Joshuwa mwanakomana waNunu nhaka mukati mavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona49 VaIsiraeri vakati vapedza kugovera nyika, vakapawo Joshuwa mwanakomana waNunu nhaka mukati mavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Pavakapedza kugoverana nyika muzvikamu zvakafanira, vaIsraeri vakapa Joshua mwanakomana waNuni nhaka yake pakati pavo, Viz kapitola |