Online Bible

- Reklamy -

Joshua 19:47 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

47 Vedzinza rokwaDhani pavakarasikirwa nenyika yavo, vakandorwisa guta reReshemu. Vakarikurira vakauraya namapakatwa vanhu vomo, vakariita ravo. Vakatumidza guta iri reReshemu zita ratateguru wavo rokuti Dhani.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

47 Asi nyika yaʋana ʋaDani yakaŋga iri ɗukusa; naiɀoɀo ʋana ʋaDani ʋakandorwa neReshemi, ʋakarikunda, ʋakariparadza neminondo inopinza, ʋakapiwa guta iro, ʋakagara’mo; ʋakatumidza Reshemi zita rinonzi Dani, zita raɓaɓa ʋaʋo Dani.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

47 Asi nyika yavana vaDhani yakanga iri dukusa; naizvozvo vana vaDhani vakandorwa neReshemi, vakarikunda, vakariparadza neminondo inopinza, vakapiwa guta iro, vakagaramo; vakatumidza Reshemi zita rinonzi Dhani, zita rababa vavo Dhani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

47 Vedzinza rokwaDhani pavakarasikirwa nenyika yavo, vakandorwisa guta reReshemu. Vakarikurira vakauraya namapakatwa vanhu vomo, vakariita ravo. Vakatumidza guta iri reReshemu zita ratateguru wavo rokuti Dhani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

47 Vedzinza rokwaDhani pavakarasikirwa nenyika yavo, vakandorwisa guta reReshemu. Vakarikurira vakauraya namapakatwa vanhu vomo, vakariita ravo. Vakatumidza guta iri reReshemu zita ratateguru wavo rokuti Dhani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

47 (Asi vana vaDhani vakaomerwa nokutora nyika yavo, saka vakaenda vakandorwisa Reshemi, vakaitora, vakaibaya nomunondo, ndokugara mairi. Vakagara muReshemi ndokuitumidza kuti Dhani zita ratateguru wavo.)

Viz kapitola kopírovat

Joshua 19:47

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy