Joshua 19:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Iyoyi ndonhaka yevedzinza rokwaIsakari mhuri nemhuri maguta acho nemisha yawo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ndiyo yakaŋga iri nhaka yorudzi rwaʋana ʋaIsakari nemhuri dzaʋo, maguta nemisha yawo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Ndiyo yakanga iri nhaka yorudzi rwavana vaIsakari nemhuri dzavo, maguta nemisha yawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Iyoyi ndonhaka yevedzinza rokwaIsakari mhuri nemhuri maguta acho nemisha yawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Iyoyi ndonhaka yevedzinza rokwaIsakari mhuri nemhuri maguta acho nemisha yawo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Maguta aya nemisha yawo akanga ari nhaka yorudzi rwaIsakari, mhuri nemhuri. Viz kapitola |