Online Bible

- Reklamy -

Joshua 19:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Mugove wakapiwa vedzinza rokwaZebhuruni mhuri nemhuri ndowakava wechitatu kubuda pachin'ange. Muganhu wenyika yavo yenhaka yaindosvika kuSaridhi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Mugoʋe wecitatu wakapiwa ʋana ʋaZeburuni, nemhuri dzaʋo; muganho wenhaka yaʋo wakaȿika paSaridi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Mugove wechitatu wakapiwa vana vaZebhuruni, nemhuri dzavo; muganhu wenhaka yavo wakasvika paSaridhi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Mugove wakapiwa vedzinza rokwaZebhuruni mhuri nemhuri ndowakava wechitatu kubuda pachin'ange. Muganhu wenyika yavo yenhaka yaindosvika kuSaridhi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Mugove wakapiwa vedzinza rokwaZebhuruni mhuri nemhuri ndowakava wechitatu kubuda pachin'ange. Muganhu wenyika yavo yenhaka yaindosvika kuSaridhi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Mugove wechitatu wakapiwa kuna Zebhuruni, mhuri nemhuri: Muganhu wenyika yavo waisvika kuSaridhi.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 19:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy