Online Bible

- Reklamy -

Joshua 19:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mugove wakapiwa vedzinza rokwaSimeoni mhuri nemhuri ndiwo wakatevera kubuda pachin'ange. Vakagoverwa nyika yenhaka yavo mukati menyika yedzinza rokwaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Mugoʋe wecipiri wakapiwa Simeoni, irwo rudzi rwaʋana ʋaSimeoni nemhuri dzaʋo; nhaka yaʋo yakaŋga iri pakati penhaka yaʋana ʋaJuda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Mugove wechipiri wakapiwa Simeoni, irwo rudzi rwavana vaSimeoni nemhuri dzavo; nhaka yavo yakanga iri pakati penhaka yavana vaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mugove wakapiwa vedzinza rokwaSimeoni mhuri nemhuri ndiwo wakatevera kubuda pachin'ange. Vakagoverwa nyika yenhaka yavo mukati menyika yedzinza rokwaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Mugove wakapiwa vedzinza rokwaSimeoni mhuri nemhuri ndiwo wakatevera kubuda pachin'ange. Vakagoverwa nyika yenhaka yavo mukati menyika yedzinza rokwaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Mugove wechipiri wakapiwa kuna Simeoni, mhuri nemhuri. Nhaka yavo yakanga iri pakati penyika yavaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 19:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy