Joshua 18:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Rwizi rwaJorodhani ndiwo munganhu wayo wokumabvazuva. Iyoyi ndiyo nhaka yemhuri yedzinza rokwaBenjamini mhuri nemhuri nemiganhu yayo kumativi ose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Joridani ndirwo rwakaŋga ruri muganho wayo kumabvazuʋa. Ndiyo yakaŋga iri nhaka yaʋana ʋaBenjamini, nemiganho yayo kunhiʋi dzose, nemhuri dzaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Jorodhani ndirwo rwakanga ruri muganhu wayo kumabvazuva. Ndiyo yakanga iri nhaka yavana vaBhenjamini, nemiganhu yayo kunhivi dzose, nemhuri dzavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Rwizi rwaJorodhani ndiwo munganhu wayo wokumabvazuva. Iyoyi ndiyo nhaka yemhuri yedzinza rokwaBenjamini mhuri nemhuri nemiganhu yayo kumativi ose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Rwizi rwaJorodhani ndiwo munganhu wayo wokumabvazuva. Iyoyi ndiyo nhaka yemhuri yedzinza rokwaBenjamini mhuri nemhuri nemiganhu yayo kumativi ose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Jorodhani ndirwo rwakanga rwuri muganhu kumabvazuva. Iyi ndiyo yakanga iri miganhu yairatidza nhaka yemhuri dzaBhenjamini kumativi ose. Viz kapitola |