Joshua 18:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Asi kwakange kuchine madzinza manomwe avaIsiraeri akanga asati atora nyika yawo yenhaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Asi pakati paʋana ʋaIsraeri kwakaŋga kwasara marudzi manomŋe akaŋga acigere kukamurirwa nhaka yawo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Asi pakati pavana vaIsiraeri kwakanga kwasara marudzi manomwe akanga achigere kukamurirwa nhaka yawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Asi kwakange kuchine madzinza manomwe avaIsiraeri akanga asati atora nyika yawo yenhaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Asi kwakange kuchine madzinza manomwe avaIsiraeri akanga asati atora nyika yawo yenhaka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Asi kwakanga kwasara marudzi manomwe avaIsraeri akanga asati agoverwa nhaka yawo. Viz kapitola |