Online Bible

- Reklamy -

Joshua 18:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Waibva ipapo wonanga kuchamhembe kusvika kuEnishemeshi, woramba uchienda kudzamara wasvika kuGeriroti rakatarisana nomupata weAdhumimu, wozondosvika kuDombo raBhohani mwanakomana waRubheni.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 ɀino ndokutarwa kurutiʋi rwokumsoro, kubva paEni‐shemeshi kuȿikira paGeriroti, rakatarisana nejiŋga reAdunimi; ndokuɓurukira kubge raBohani, mŋanakomana waRubeni;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 zvino ndokutarwa kurutivi rwokumusoro, kubva paEni‐shemeshi kusvikira paGeriroti, rakatarisana nejinga reAdhumimi; ndokuburukira kubwe raBhohani, mwanakomana waRubheni;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Waibva ipapo wonanga kuchamhembe kusvika kuEnishemeshi, woramba uchienda kudzamara wasvika kuGeriroti rakatarisana nomupata weAdhumimu, wozondosvika kuDombo raBhohani mwanakomana waRubheni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Waibva ipapo wonanga kuchamhembe kusvika kuEnishemeshi, woramba uchienda kudzamara wasvika kuGeriroti rakatarisana nomupata weAdhumimu, wozondosvika kuDombo raBhohani mwanakomana waRubheni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Ipapo wakazokombamira kumusoro uchienda kuEni Shemeshi, uchipfuurira mberi kuGeriroti yakatarisana noMupata weAdhumimi, ndokuburikira kuDombo raBhohani mwanakomana waRubheni.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 18:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy