Online Bible

- Reklamy -

Joshua 18:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Zvino gungano rose ravaIsiraeri rakaungana kuShiro, rikadzika tendhe rokusanganira ikoko, nyika iyoyo yakanga yatova mumaoko avo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino ʋuŋgano yose yaʋana ʋaIsraeri yakaʋuŋgana paShiro, ikadzika’po tente rokusoŋgana; nyika yakaŋga yakundwa naʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino ungano yose yavana vaIsiraeri yakaungana paShiro, ikadzikapo tende rokusangana; nyika yakanga yakundwa navo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Zvino gungano rose ravaIsiraeri rakaungana kuShiro, rikadzika tendhe rokusanganira ikoko, nyika iyoyo yakanga yatova mumaoko avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Zvino gungano rose ravaIsiraeri rakaungana kuShiro, rikadzika tendhe rokusanganira ikoko, nyika iyoyo yakanga yatova mumaoko avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Ungano yose yavaIsraeri yakaungana paShiro vakadzikapo Tende Rokusangana. Nyika yakanga yava pasi pavo,

Viz kapitola kopírovat

Joshua 18:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy