Online Bible

- Reklamy -

Joshua 17:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 pari pamusana pokuti vanasikana ivava vokwaManase vakagoverwawo nhaka pakati pavana vokwaManase vechikomana. Nyika yeGireadhi ndiyo yakagoverwa vamwe vokwaManase.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 nokuti ʋanasikana ʋaManase ʋakaŋga ʋanenhaka pakati paʋanakomana ʋake; nyika yeGireadi yakaŋga iri yaʋamŋe ʋanakomana ʋaManase.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 nokuti vanasikana vaManase vakanga vane nhaka pakati pavanakomana vake; nyika yeGireadhi yakanga iri yavamwe vanakomana vaManase.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 pari pamusana pokuti vanasikana ivava vokwaManase vakagoverwawo nhaka pakati pavana vokwaManase vechikomana. Nyika yeGireadhi ndiyo yakagoverwa vamwe vokwaManase.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 pari pamusana pokuti vanasikana ivava vokwaManase vakagoverwawo nhaka pakati pavana vokwaManase vechikomana. Nyika yeGireadhi ndiyo yakagoverwa vamwe vokwaManase.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 nokuti vanasikana vorudzi rwaManase vakapiwa nhaka pakati pavanakomana. Nyika yeGireadhi yakanga iri yezvimwe zvizvarwa zvose zvaManase.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 17:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy