Joshua 17:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Vedzinza raJosefi vakati, “Nyika yemakomo haitikwaniri. Chimwewo ndechokuti vaKanani vagere kubani vane ngoro dzehondo dzesimbi, kunoti: vamwe vagere kuBhetisheani nemisha yaro kwouya vamwe vari kubani reJezireeri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ʋana ʋaJosefa ʋakati: Nyika yamakomo haiŋgatikwaniri; ʋuye ʋaKanani ʋose ʋanogara munyika yomupata ʋaneŋgoro dzamatare, iʋo ʋose ʋari paBeti‐sheani nemisha yaro, naʋari mumupata weJezreeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Vana vaJosefa vakati, “Nyika yamakomo haingatikwaniri; uye vaKenani vose vanogara munyika yomupata vane ngoro dzamatare, ivo vose vari paBheti‐sheani nemisha yaro, navari mumupata weJezireeri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Vedzinza raJosefi vakati, “Nyika yemakomo haitikwaniri. Chimwewo ndechokuti vaKanani vagere kubani vane ngoro dzehondo dzesimbi, kunoti: vamwe vagere kuBhetisheani nemisha yaro kwouya vamwe vari kubani reJezireeri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Vedzinza raJosefi vakati, “Nyika yemakomo haitikwaniri. Chimwewo ndechokuti vaKanani vagere kubani vane ngoro dzehondo dzesimbi, kunoti: vamwe vagere kuBhetisheani nemisha yaro kwouya vamwe vari kubani reJezireeri.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Vanhu vaJosefa vakati, “Nyika yamakomo haitikwaniri, uye vaKenani vose vanogara mubani vane ngoro dzesimbi, ivo vose vari muBheti Sheani nemisha yaro pamwe chete navari muMupata weJezireeri.” Viz kapitola |