Joshua 17:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 VaIsiraeri pavakazenge vava namasimba vakazovaitisa basa rechibharo, asi havana kubva vavadzinga zvokuvapedzeredza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino ʋana ʋaIsraeri ʋakati ʋaʋa nesimba, ʋakaita ʋaKanani ʋaɓati ʋecibaro, haʋana‐kuʋadziŋga cose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino vana vaIsiraeri vakati vava nesimba, vakaita vaKenani vabati vechibharo, havana kuvadzinga chose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 VaIsiraeri pavakazenge vava namasimba vakazovaitisa basa rechibharo, asi havana kubva vavadzinga zvokuvapedzeredza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 VaIsiraeri pavakazenge vava namasimba vakazovaitisa basa rechibharo, asi havana kubva vavadzinga zvokuvapedzeredza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Kunyange zvakadaro hazvo, vaIsraeri vakati vava nesimba, vakaisa vaKenani pasi pavo ndokuvashandisa chibharo, asi havana kuvadzinga zvachose. Viz kapitola |