Joshua 16:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Waizobva kuJanoa wodzika kuAtaroti nokuNaara wobva wasvika kuJeriko uchindosvika muna Jorodhani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 ndokubva paJanoa, ndokuɓurukira Ataroti, neNaara, ndokuȿika paJeriko, ndokuguma paJoridani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 ndokubva paJanoa, ndokuburukira Ataroti, neNaara, ndokusvika paJeriko, ndokuguma paJorodhani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Waizobva kuJanoa wodzika kuAtaroti nokuNaara wobva wasvika kuJeriko uchindosvika muna Jorodhani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Waizobva kuJanoa wodzika kuAtaroti nokuNaara wobva wasvika kuJeriko uchindosvika muna Jorodhani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ipapo wakadzika uchibva kuJanoa uchienda kuAtaroti nokuNaara, ndokundobata Jeriko, ndokubudira paJorodhani. Viz kapitola |