Joshua 16:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Saka vedzinza rokwaManase nerokwaEfuraimu, vokwaJosefi vakagoverwa nhaka yavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋana ʋaJosefa, Manase naEfraimi, ʋakatora nhaka yaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Vana vaJosefa, Manase naEfuremu, vakatora nhaka yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Saka vedzinza rokwaManase nerokwaEfuraimu, vokwaJosefi vakagoverwa nhaka yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Saka vedzinza rokwaManase nerokwaEfuraimu, vokwaJosefi vakagoverwa nhaka yavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Saka Manase naEfuremu zvizvarwa zvaJosefa, vakagamuchira nhaka yavo. Viz kapitola |