Online Bible

- Reklamy -

Joshua 15:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Muganhu wacho wozobvira ipapo mubani reAkori wokwidza wakananga kuDhebhiri uchienda kuchamhembe wakananga nechekuGirigari wakatarisana nomukwidza weAdhumimu uri kumaodzanyemba kwebani iroro. Muganhu iwoyu waizopfuura woenda kubani remvura yeEnishemeshi uchindosvika kuEnirogeri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 muganho ndokukwira nokuDebiri, ucibva pamupata weAkori, ndokuɗaro ucienda kumsoro wakatarisana neGirgari, pakatarisana ɀe negomo reAdumimi, riri kurutiʋi rwezasi rworwizi; muganho ndokupfuʋura napamvura yeEni‐shemeshi, ndokuguma paEni‐rogeri;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 muganhu ndokukwira nokuDhebhiri, uchibva pamupata weAkori, ndokudaro uchienda kumusoro wakatarisana neGirigari, pakatarisanazve negomo reAdhumimi, riri kurutivi rwezasi rworwizi; muganhu ndokupfuura napamvura yeEni‐shemeshi, ndokuguma paEni‐rogeri;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Muganhu wacho wozobvira ipapo mubani reAkori wokwidza wakananga kuDhebhiri uchienda kuchamhembe wakananga nechekuGirigari wakatarisana nomukwidza weAdhumimu uri kumaodzanyemba kwebani iroro. Muganhu iwoyu waizopfuura woenda kubani remvura yeEnishemeshi uchindosvika kuEnirogeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Ipapo muganhu waizokwira kuDhebhiri uchibva paMupata weAkori uye uchidzokera nechokumusoro wakananga kuGirigari, pakatarisana noMupata weAdhumimi nechezasi kwomupata. Waipfuurira napamvura yeEni Shemeshi ndokuzobudira kuEri Rogeri.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 15:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy