Online Bible

- Reklamy -

Joshua 15:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Nyika yakagoverwa vedzinza rokwaJudha nemhuri dzavo yakanga yakamira yakadai: Kumaodzanyemba kwokupedzesera chaiko yaindosvika kumuganhu neEdhomu, kurenje reZini.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Mugoʋe worudzi rwaʋana ʋaJuda nemhuri dzaʋo wakaȿikira pamuganho waEdomi, iko kurenje reZini kurutiʋi rwezasi, kuȿikira zasi kwaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Mugove worudzi rwavana vaJudha nemhuri dzavo wakasvikira pamuganhu waEdhomu, iko kurenje reZini kurutivi rwezasi, kusvikira zasi kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Nyika yakagoverwa vedzinza rokwaJudha nemhuri dzavo yakanga yakamira yakadai: Kumaodzanyemba kwokupedzesera chaiko yaindosvika kumuganhu neEdhomu, kurenje reZini.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Nyika yakagoverwa vedzinza rokwaJudha nemhuri dzavo yakanga yakamira yakadai: Kumaodzanyemba kwokupedzesera chaiko yaindosvika kumuganhu neEdhomu, kurenje reZini.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Nzvimbo yakapiwa rudzi rwaJudha, mhuri nemhuri, yaisvika kunyika yeEdhomu kuGwenga reZini zasi kumagumo chaiko.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 15:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy