Online Bible

- Reklamy -

Joshua 14:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Asi vamwe vangu vandakanga ndaenda navo vakasvikoodza vanhu mwoyo. Asi ini ndakati kwati naTenzi nomwoyo wangu wose.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Asi hama dzaŋgu dzakaŋga dzakwira neni dzakaʋodza mŋoyo yaʋanhu; asi ini ndakateʋera Jehova Mŋari waŋgu nomŋoyo wose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Asi hama dzangu dzakanga dzakwira neni dzakaodza mwoyo yavanhu; asi ini ndakatevera Jehovha Mwari wangu nomwoyo wose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Asi vamwe vangu vandakanga ndaenda navo vakasvikoodza vanhu mwoyo. Asi ini ndakati kwati naTenzi nomwoyo wangu wose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Asi vamwe vangu vandakanga ndaenda navo vakasvikoodza vanhu mwoyo. Asi ini ndakati kwati naTenzi nomwoyo wangu wose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 asi hama dzangu dzakanga dzakwidza neni dzakaodza mwoyo yavanhu, nokutya. Kunyange zvakadaro ini ndakatevera Jehovha Mwari wangu nomwoyo wose.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 14:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy