Joshua 14:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Chakadariso ndechokuti Mosesi akanga atogovera kare nhaka madzinza maviri nechimwe chikamu chedzinza kumhiri kwaJorodhani, vaRevhi chete ndivo vaasina kugovera nhaka pakati pavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti Mosesi wakaŋga apa marudzi maʋiri nehafu nhaka yaʋo mhiri kwaJoridani; asi ʋaRevi haana‐kuʋapa nhaka pakati paʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Nokuti Mosesi wakanga apa marudzi maviri nehafu nhaka yavo mhiri kwaJorodhani; asi vaRevhi haana kuvapa nhaka pakati pavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Chakadariso ndechokuti Mosesi akanga atogovera kare nhaka madzinza maviri nechimwe chikamu chedzinza kumhiri kwaJorodhani, vaRevhi chete ndivo vaasina kugovera nhaka pakati pavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Chakadariso ndechokuti Mosesi akanga atogovera kare nhaka madzinza maviri nechimwe chikamu chedzinza kumhiri kwaJorodhani, vaRevhi chete ndivo vaasina kugovera nhaka pakati pavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mozisi akanga apa marudzi maviri ane hafu nhaka yawo kumabvazuva kweJorodhani; asi vaRevhi haana kuvapa nhaka pakati pavo, Viz kapitola |