Joshua 13:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 vanhu vose zvavo vomunyika yemakomo kubvira kuRebhanoni kusvikira kuMisirefotimaimu kunyangewo nevaSidhoni vose zvavo. Ini pachangu ndichadzingira vaIsiraeri vanhu ivavo chako iwe chete govanisa vaIsiraeri nyika iyi senhaka, sezvandakakuudza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 ʋanhu ʋose ʋagere panyika yamakomo, kubva paRebanoni kuȿikira paMisrefoti‐maimi, naʋaZidoni ʋose, iʋaʋo ndicaʋadziŋga pamberi paʋana ʋaIsraeri; asi iwe unofanira kuipa ʋana ʋaIsraeri, iʋe nhaka yaʋo, seɀandakakuraira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 vanhu vose vagere panyika yamakomo, kubva paRebhanoni kusvikira paMisirefotimaimi, navaZidhoni vose, ivavo ndichavadzinga pamberi pavana vaIsiraeri; asi iwe unofanira kuipa vana vaIsiraeri, ive nhaka yavo, sezvandakakuraira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 vanhu vose zvavo vomunyika yemakomo kubvira kuRebhanoni kusvikira kuMisirefotimaimu kunyangewo nevaSidhoni vose zvavo. Ini pachangu ndichadzingira vaIsiraeri vanhu ivavo chako iwe chete govanisa vaIsiraeri nyika iyi senhaka, sezvandakakuudza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 vanhu vose zvavo vomunyika yemakomo kubvira kuRebhanoni kusvikira kuMisirefotimaimu kunyangewo nevaSidhoni vose zvavo. Ini pachangu ndichadzingira vaIsiraeri vanhu ivavo chako iwe chete govanisa vaIsiraeri nyika iyi senhaka, sezvandakakuudza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “Kana vari vanhu vose vanogara munyika dzamakomo kubva kuRebhanoni kusvika kuMisirefoti Maimi, zvichireva vaSidhoni vose, ini pachangu ndichavadzinga pamberi pavana vaIsraeri. Unofanira kugovera nyika iyi kuvana vaIsraeri kuti ive nhaka yavo sezvandakurayira, Viz kapitola |