Joshua 13:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Nyika yavo yaibvira kuMahanaimu zvichienda nokuBhashani kwose zvako, zvichireva kuti nyika yose zvayo yaOgu mambo weBhashani, namaguta ose aJairi omuBhashani, ose pamwechete aiva makumi matanhatu amaguta, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Nyika yaʋo yakabva paMahanaimi, neBashani rose, noʋushe bgaOgi, mambo weBashani, nemisha yose yeJairi, yaiʋa paBashani, maguta makumi matanhatu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Nyika yavo yakabva paMahanaimu, neBhashani rose, noushe hwaOgi, mambo weBhashani, nemisha yose yeJairi, yaiva paBhashani, maguta makumi matanhatu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Nyika yavo yaibvira kuMahanaimu zvichienda nokuBhashani kwose zvako, zvichireva kuti nyika yose zvayo yaOgu mambo weBhashani, namaguta ose aJairi omuBhashani, ose pamwechete aiva makumi matanhatu amaguta, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Nyika yavo yaibvira kuMahanaimu zvichienda nokuBhashani kwose zvako, zvichireva kuti nyika yose zvayo yaOgu mambo weBhashani, namaguta ose aJairi omuBhashani, ose pamwechete aiva makumi matanhatu amaguta, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Nyika yavo yaibva paMahanaimi, ichibatanidzira neBhashani yose, noushe hwose hwaOgi mambo weBhashani nemisha yose yeJairi, yaiva paBhashani, maguta makumi matanhatu; Viz kapitola |