Joshua 11:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Hakuna kusara kana muAnakimu munyika yavaIsiraeri, kunze kwevaiva kuGaza nokuGati nokuAshidhodhi chete. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Hakuna‐kuʋaAnaki wakasara panyika yaʋana ʋaIsraeri; asi paGaza, napaGadi, napaAshdodi ndipo pakasara ʋamŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Hakuna kuva Anaki wakasara panyika yavana vaIsiraeri; asi paGaza, napaGadhi, napaAshidhodhi ndipo pakasara vamwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Hakuna kusara kana muAnakimu munyika yavaIsiraeri, kunze kwevaiva kuGaza nokuGati nokuAshidhodhi chete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Hakuna kusara kana muAnakimu munyika yavaIsiraeri, kunze kwevaiva kuGaza nokuGati nokuAshidhodhi chete. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Hakuna vaAnaki vakasara munyika yeIsraeri: kusara kwomuGaza, nomuGati nomuAshidhodhi makasara vamwe. Viz kapitola |