Online Bible

- Reklamy -

Joshua 10:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Joshuwa akakurira vanhu kubvira kuKadheshibharinea zvichienda nokuGaza nenyika yose yeGosheni kusvikira kuGibheoni.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Joshua akaʋaparadza kubva Kadeshi‐barnea kuȿikira Gaza, nenyika yose yeGosheni kuȿikira Gibeoni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

41 Joshua akavaparadza kubva Kadheshi‐bharinea kusvikira Gaza, nenyika yose yeGosheni kusvikira Gibheoni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Joshuwa akakurira vanhu kubvira kuKadheshibharinea zvichienda nokuGaza nenyika yose yeGosheni kusvikira kuGibheoni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 Joshuwa akakurira vanhu kubvira kuKadheshibharinea zvichienda nokuGaza nenyika yose yeGosheni kusvikira kuGibheoni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

41 Joshua akavaparadza kubva kuKadheshi Bharinea kusvikira kuGaza uye nokubva kudunhu rose reGosheni kusvikira kuGibheoni.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 10:41

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy