Online Bible

- Reklamy -

Joshua 10:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Saka Joshuwa akakurira nyika yose zvayo inoti: nyika yamakomo neNegevhu nenyika yokumanhika namateru ayo. Akakurirawo madzimambo ose enyika idzodzo. Hapana kana munhu mumwechete zvake waakasiya, asi akatouraya vose zvokusambosiya kana chinhu chipenyu zvacho, sokureva kwakaita Tenzi Mwari wavaIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 Saiɀoɀo Joshua wakaparadza nyika yose, nyika yamakomo neyenyasi, neyamapani, neyemitenusirwa, namadzimambo adzo ose, haana‐kusiya kunyaŋge nomumŋe; asi wakaparadza ɀose ɀipenyu, seɀakaraira Jehova Mŋari waIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

40 Saizvozvo Joshua wakaparadza nyika yose, nyika yamakomo neyenyasi, neyamapani, neyemitenusirwa, namadzimambo adzo ose, haana kusiya kunyange nomumwe; asi wakaparadza zvose zvipenyu, sezvakaraira Jehovha Mwari waIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Saka Joshuwa akakurira nyika yose zvayo inoti: nyika yamakomo neNegevhu nenyika yokumanhika namateru ayo. Akakurirawo madzimambo ose enyika idzodzo. Hapana kana munhu mumwechete zvake waakasiya, asi akatouraya vose zvokusambosiya kana chinhu chipenyu zvacho, sokureva kwakaita Tenzi Mwari wavaIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 Naizvozvo Joshua akaparadza nharaunda yose, zvichisanganisira nyika yamakomo, neNegevhi, neyemujinga mezvikomo zvokumavirira nemitenusirwa yamakomo pamwe chete namadzimambo acho ose. Hapana waakasiya ari mupenyu. Akaparadza zvachose vose vaifema, sezvakanga zvarayirwa naJehovha, Mwari waIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 10:40

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy