Joshua 10:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Musi iwoyo vakaritora rikava mumaoko avo. Vakaparadza guta iri vakanyatsouraya nebakatwa vanhu vaivamo vose zvavo musi wakarewo sezvavakaita kuguta reRakishi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 ʋakarikunda nomusi iwoyo, ʋakariparadza neminondo inopinza; ʋakaparadza cose nomusi iwoyo ʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋari’mo, seɀose ɀaakaitira Rakishi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 vakarikunda nomusi iwoyo, vakariparadza neminondo inopinza; vakaparadza chose nomusi iwoyo vanhu vose vakanga varimo, sezvose zvaakaitira Rakishi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Musi iwoyo vakaritora rikava mumaoko avo. Vakaparadza guta iri vakanyatsouraya nebakatwa vanhu vaivamo vose zvavo musi wakarewo sezvavakaita kuguta reRakishi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Musi iwoyo vakaritora rikava mumaoko avo. Vakaparadza guta iri vakanyatsouraya nebakatwa vanhu vaivamo vose zvavo musi wakarewo sezvavakaita kuguta reRakishi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Vakaritora musi iwoyo vakariparadza nomunondo zvachose navose vaiva mariri, sezvavakaita kuRakishi. Viz kapitola |