Joshua 10:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Horamu mambo weguta reGezeru akauya kuzobatsira vokuRakishi. Joshuwa akamuuraya, iye navanhu vake, kusara pasisina asara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino Horami, mambo weGezeri, wakakwira kuzoɓatsira Rakishi; Joshua akamuʋuraya naʋanhu ʋake, kuȿikira asina‐kumusiyira kunyaŋge nomunhu mumŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Zvino Horamu, mambo weGezeri, wakakwira kuzobatsira Rakishi; Joshua akamuuraya navanhu vake, kusvikira asina kumusiyira kunyange nomunhu mumwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Horamu mambo weguta reGezeru akauya kuzobatsira vokuRakishi. Joshuwa akamuuraya, iye navanhu vake, kusara pasisina asara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Horamu mambo weguta reGezeru akauya kuzobatsira vokuRakishi. Joshuwa akamuuraya, iye navanhu vake, kusara pasisina asara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Ipapo Horamu mambo weGezeri akauya kuzobatsira Rakishi, asi Joshua akamukunda pamwe chete nehondo yake, kusvikira pasisina mupenyu akasara. Viz kapitola |