Joshua 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Ani naani zvake anopanduka achiramba zvamunenge mareva, kana asingateereri zvamunomuudza, chingave chii zvacho chamunenge mamutemera kuita, ngaaurayiwe. Chenyu imi rambai makashinga, makatsunga mwoyo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Aninani unomukira murairo wenyu, asiŋgaɗi kuterera mashoko enyu paɀose ɀamunoraira, iye ucaʋurawa; asi simbai, mutsuŋge mŋoyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Ani naani unomukira murayiro wenyu, asingadi kuteerera mashoko enyu pazvose zvamunoraira, iye uchaurayiwa; asi simbai mutsunge mwoyo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Ani naani zvake anopanduka achiramba zvamunenge mareva, kana asingateereri zvamunomuudza, chingave chii zvacho chamunenge mamutemera kuita, ngaaurayiwe. Chenyu imi rambai makashinga, makatsunga mwoyo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Ani naani zvake anopanduka achiramba zvamunenge mareva, kana asingateereri zvamunomuudza, chingave chii zvacho chamunenge mamutemera kuita, ngaaurayiwe. Chenyu imi rambai makashinga, makatsunga mwoyo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ani naani achamukira shoko renyu uye asingateereri mashoko enyu, kana chipi nechipi chamungavarayira, achaurayiwa. Asi simbai mutsunge mwoyo!” Viz kapitola |