Joshua 1:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ivo vakati kuna Joshuwa, “Zvose zvamatiudza, ndozvatichaita, kwose kwamunotituma tinoenda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ʋakapindura Joshua, ʋakati: Ɀose ɀamunotiraira, ticaɀiita, pose pamunotituma ticaenda’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Vakapindura Joshua, vakati, “Zvose zvamunotiraira, tichazviita, pose pamunotituma tichaendapo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ivo vakati kuna Joshuwa, “Zvose zvamatiudza, ndozvatichaita, kwose kwamunotituma tinoenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ivo vakati kuna Joshuwa, “Zvose zvamatiudza, ndozvatichaita, kwose kwamunotituma tinoenda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ipapo vakapindura Joshua vachiti, “Chipi nechipi chamuchatirayira tichaita, uye kwose kwose kwamuchatituma tichaenda. Viz kapitola |