Jona 4:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Jona akabva abuda muguta iroro akandogara kumabvazuva kweguta iri. Akazvigadzirira musasa ikoko. Akagara hake pasi pawo mumumvuri achimirira kuona zvaizowira guta iroro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ipapo Jona akaɓuɗa muguta, akandogara kurutiʋi rwamabvazuʋa rweguta, akaɀiʋakira’po musasa, ndokugara’mo mumumvuri, aciti ndigoʋona ɀicaitirwa guta. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Ipapo Jona akabuda muguta, akandogara kurutivi rwamabvazuva rweguta, akazvivakirapo musasa, ndokugaramo mumumvuri, achiti ndigoona zvichaitirwa guta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Jona akabva abuda muguta iroro akandogara kumabvazuva kweguta iri. Akazvigadzirira musasa ikoko. Akagara hake pasi pawo mumumvuri achimirira kuona zvaizowira guta iroro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Jona akabva abuda muguta iroro akandogara kumabvazuva kweguta iri. Akazvigadzirira musasa ikoko. Akagara hake pasi pawo mumumvuri achimirira kuona zvaizowira guta iroro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Jona akabuda akaenda akandogara pasi kunze kweguta nechokumabvazuva. Ikoko akazvivakira dumba, akagara mumumvuri waro ndokumirira kuti aone zvaizoitika kuguta. Viz kapitola |