Jona 3:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asi kutoti vanhu nemhuka ngavapfeke masaga acheme zvikuru kwazvo kuna Mwari. Munhu wose zvake ngaasiyane nenzira yake yakaipa akande pasi twaanobata-bata. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 asi ʋanhu neɀipfuwo ŋgaɀifukidzwe masaga, ŋgaʋaɗane kunaMŋari nesimba; ŋgaʋatendeʋuke mumŋe nomumŋe panzira yake yakaipa napakuita nesimba namaʋoko ake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 asi vanhu nezvipfuwo ngazvifukidzwe masaga, ngavadane kuna Mwari nesimba; ngavatendeuke mumwe nomumwe panzira yake yakaipa napakuita nesimba namaoko ake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asi kutoti vanhu nemhuka ngavapfeke masaga acheme zvikuru kwazvo kuna Mwari. Munhu wose zvake ngaasiyane nenzira yake yakaipa akande pasi twaanobata-bata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Asi kutoti vanhu nemhuka ngavapfeke masaga acheme zvikuru kwazvo kuna Mwari. Munhu wose zvake ngaasiyane nenzira yake yakaipa akande pasi twaanobata-bata. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Asi vanhu nemhuka ngavafuke masaga. Munhu wose ngaadane kuna Mwari iye zvino. Ngavasiye nzira dzavo dzakaipa nokuita kwavo nechisimba. Viz kapitola |