Jona 3:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Shoko racho iri rakazosvikawo kuna mambo weNinivhe akasimuka pachigaro chake choumambo ndokubvisa jasi rake ndokupfeka masaga ndokundogara kumadota. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Shoko rikaȿika kunamambo weNineve, akasimuka pacigaro cake coʋushe, akabvisa ŋguʋo yake, akafuka saga, nokugara mumaɗota. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Shoko rikasvika kuna mambo weNinivhe, akasimuka pachigaro chake choushe, akabvisa nguo yake, akafuka saga, nokugara mumadota. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Shoko racho iri rakazosvikawo kuna mambo weNinivhe akasimuka pachigaro chake choumambo ndokubvisa jasi rake ndokupfeka masaga ndokundogara kumadota. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Shoko racho iri rakazosvikawo kuna mambo weNinivhe akasimuka pachigaro chake choumambo ndokubvisa jasi rake ndokupfeka masaga ndokundogara kumadota. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Nhau idzi padzakasvika kuna mambo weNinevhe, akasimuka kubva pachigaro chake, akabvisa nguo dzake dzoumambo, akazvifukidza namasaga akagara mumadota. Viz kapitola |