Online Bible

- Reklamy -

Jona 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Iye akavapindura kuti, “Ndiri muHebheru, uye ndinotya TENZI, Mwari Wedenga, akasika gungwa nenyika yakaoma.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Iye akati kwaʋari: Ndiri muHeberu, ndinotya Mŋari wokuɗeŋga, wakaita guŋgwa nenyika yakawoma.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Iye akati kwavari, “Ndiri muHebheru, ndinotya Mwari wokudenga, akaita gungwa nenyika yakaoma.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Iye akavapindura kuti, “Ndiri muHebheru, uye ndinotya TENZI, Mwari Wedenga, akasika gungwa nenyika yakaoma.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Iye akavapindura kuti, “Ndiri muHebheru, uye ndinotya TENZI, Mwari Wedenga, akasika gungwa nenyika yakaoma.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Akapindura akati, “Ndiri muHebheru, uye ndinonamata Jehovha, Mwari wokudenga, akaita gungwa nenyika.”

Viz kapitola kopírovat

Jona 1:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy