Jona 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Zvino mukuru mukuru wengarava iyoyo akasvika akamuti, “Zvinoreveiko, nhaiwe, mupfodori wehope? Muka unamatewo kuna mwari wako! Zvimwe mwari angatifungewo kuti tirege kuparara.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ipapo mŋene wecikepe wakaʋuya kwaari, akati kwaari: Nhai, iwe muʋati, wakaita seiko? Simuka, ɗana kunaMŋari wako, ɀimŋe Mŋari uŋgatiraŋgarira, tikasaparara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ipapo mwene wechikepe akauya kwaari, akati kwaari, “Nhai, iwe muvati, wakaita seiko? Simuka, dana kuna Mwari wako, zvimwe Mwari angatirangarira, tikasaparara.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Zvino mukuru mukuru wengarava iyoyo akasvika akamuti, “Zvinoreveiko, nhaiwe, mupfodori wehope? Muka unamatewo kuna mwari wako! Zvimwe mwari angatifungewo kuti tirege kuparara.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Zvino mukuru mukuru wengarava iyoyo akasvika akamuti, “Zvinoreveiko, nhaiwe, mupfodori wehope? Muka unamatewo kuna mwari wako! Zvimwe mwari angatifungewo kuti tirege kuparara.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Mukuru wavachairi akaenda kwaari akati, “Ungarare sei iwe? Muka udane kuna mwari wako! Zvimwe angatirangarira tikasaparara.” Viz kapitola |