Johane 9:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Iye akavapindura achiti, “Inga ndakutaurirai kare wani, mukaramba kuteerera. Munodirei kuzvinzwa zvakare? Asi mavakudawo kuva vadzidzi vake nhai?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Akaʋapindura, akati: Ndatokuʋudzai, mukasanzwa. Munoɗa kunzwa ɀe nemhaka yeiko? Nemi munoɗa kuʋa ʋadzidzi ʋake ʋo kanhi? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Akavapindura, akati, “Ndatokuudzai, mukasanzwa. Munoda kunzwazve nemhaka yeiko? Nemi munoda kuva vadzidzi vakewo kanhi?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Iye akavapindura achiti, “Inga ndakutaurirai kare wani, mukaramba kuteerera. Munodirei kuzvinzwa zvakare? Asi mavakudawo kuva vadzidzi vake nhai?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Iye akavapindura achiti, “Inga ndakutaurirai kare wani, mukaramba kuteerera. Munodirei kuzvinzwa zvakare? Asi mavakudawo kuva vadzidzi vake nhai?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Akapindura akati, “Ndanguri ndakuudzai, asi hamuna kuteerera. Munodireiko kuzvinzwazve? Munoda kuva vadzidzi vakewo here?” Viz kapitola |