Johane 8:48 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 VaJudha vakamupindura vachiti, “Hatina kutaura chokwadi here isu kuti iwe uri muSamaria, uye kuti una mweya wakaipa?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 ƲaJuda ʋakapindura, ʋakati kwaari: Hatinakureʋa kwaɀo here, ticiti: Uri muSamaria, unomŋeya wakaipa? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200248 VaJudha vakapindura, vakati kwaari, “Hatina kureva here, tichiti, uri muSamaria, une mweya wakaipa?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 VaJudha vakamupindura vachiti, “Hatina kutaura chokwadi here isu kuti iwe uri muSamaria, uye kuti una mweya wakaipa?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona48 VaJudha vakamupindura vachiti, “Hatina kutaura chokwadi here isu kuti iwe uri muSamaria, uye kuti una mweya wakaipa?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 VaJudha vakamupindura vakati, “Hatina kutaura chokwadi here patakati uri muSamaria uye kuti une dhimoni?” Viz kapitola |