Johane 8:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Mudzidzisi mukadzi uyu abatwa ari mukuita upombwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋakati kwaari: Mudzidzisi, mukadzi uyu wakaɓatwa acifeʋa, ipapo pamene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Vakati kwaari, “Mudzidzisi, mukadzi uyu wakabatwa achipfeva, ipapo pamene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Mudzidzisi mukadzi uyu abatwa ari mukuita upombwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 “Mudzidzisi mukadzi uyu abatwa ari mukuita upombwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 uye vakati kuna Jesu, “Mudzidzisi, mukadzi uyu abatwa achiita upombwe. Viz kapitola |