Johane 8:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Nyanzvi dzomutemo navaFarisei vakauya kwaari nomukadzi akanga abatwa achiita upombwe. Vakamumisa pakati vakati kuna Jesu, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ʋanyori naʋaFarise ʋakaʋuya kwaari nomukadzi wakaŋga aɓatwa acifeʋa ʋakamuisa pakati paʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Vanyori navaFarisi vakauya kwaari nomukadzi akanga abatwa achipfeva vakamuisa pakati pavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Nyanzvi dzomutemo navaFarisei vakauya kwaari nomukadzi akanga abatwa achiita upombwe. Vakamumisa pakati vakati kuna Jesu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Nyanzvi dzomutemo navaFarisei vakauya kwaari nomukadzi akanga abatwa achiita upombwe. Vakamumisa pakati vakati kuna Jesu, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Vadzidzisi vomurayiro navaFarisi vakapinda nomukadzi akanga abatwa achiita upombwe. Vakamuita kuti amire pamberi peboka Viz kapitola |