Online Bible

- Reklamy -

Johane 8:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Jesu akapindura achiti, “Kunyange zvangu ndichizvipupurira, kuzvipupurira kwangu ndekwechokwadi nokuti ndinoziva kwandinobva uye kwandinoenda, asi imi hamuzive kwandinobva uye kwandinoenda.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Jesu akapindura, akati kwaʋari: Kunyaŋge ndiciɀipupurira, kupupura kwaŋgu ndokwaɀokwaɗi; nokuti ndinoziʋa kwandakabva, nokwandinoenda; asi imi hamuziʋi kwandakabva, nokwandinoenda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Jesu akapindura, akati kwavari, “Kunyange ndichizvipupurira, kupupura kwangu ndokwechokwadi; nokuti ndinoziva kwandakabva, nokwandinoenda; asi imi hamuzivi kwandakabva, nokwandinoenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Jesu akapindura achiti, “Kunyange zvangu ndichizvipupurira, kuzvipupurira kwangu ndekwechokwadi nokuti ndinoziva kwandinobva uye kwandinoenda, asi imi hamuzive kwandinobva uye kwandinoenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Jesu akapindura achiti, “Kunyange zvangu ndichizvipupurira, kuzvipupurira kwangu ndekwechokwadi nokuti ndinoziva kwandinobva uye kwandinoenda, asi imi hamuzive kwandinobva uye kwandinoenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Jesu akapindura akati, “Kunyange dai ndikazvipupurira pachangu, uchapupu hwangu ndohwechokwadi, nokuti ndinoziva kwandakabva uye nokwandinoenda. Asi imi hamuzivi kwandinobva kana kwandinoenda.

Viz kapitola kopírovat

Johane 8:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy