Online Bible

- Reklamy -

Johane 8:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 VaFarisei vakati kwaari, “Uri kuzvipupurira. Kuzvipupurira kwako hakusi kwechokwadi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Naiɀoɀo ʋaFarise ʋakati kwaari: Unoɀipupurira iwe; kupupura kwako hakuzi kwaɀokwaɗi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Naizvozvo vaFarisi vakati kwaari, “Anozvipupurira iwe; kupupura kwako hakusi kwechokwadi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 VaFarisei vakati kwaari, “Uri kuzvipupurira. Kuzvipupurira kwako hakusi kwechokwadi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 VaFarisei vakati kwaari, “Uri kuzvipupurira. Kuzvipupurira kwako hakusi kwechokwadi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 VaFarisi vakamupikisa vachiti, “Hezvo, uri kuratidza wani kuti unozvipupurira pachako; uchapupu hwako hahuna maturo.”

Viz kapitola kopírovat

Johane 8:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy