Johane 7:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Mapurisa akati, “Hapana munhu ati ambotaura somunhu uyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Ʋatariri ʋakapindura, ʋakati: Hakunomunhu wakatoŋgotaura nokutaura kwomunhu uyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200246 Mapurisa akapindura, akati, “Hakuna munhu akatongotaura nokutaura kwomunhu uyo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Mapurisa akati, “Hapana munhu ati ambotaura somunhu uyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona46 Mapurisa akati, “Hapana munhu ati ambotaura somunhu uyu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Varindi vakati kwavari, “Hakuna munhu akatombotaura nenzira inoitwa nomurume uyu.” Viz kapitola |